John 8:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye mumurairo wenyu makanyorwa, kuti kupupura kwaʋanhu ʋaʋiri ndokwaɀowaɗi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumurayiro wenyu makanyorwa kuti kupupura kwavanhu vaviri ndokwechokwadi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumutemo wenyu makanyorwa kuti uchapupu hwavaviri ndehwechokwadi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye mumurayiro wenyu makanyorwa, kuti kupupura kwavanhu vaviri ndokwechokwadi.
Shona 2009?
Uye mumurairo wenyu makanyorwa kuti kupupura kwavanhu vaviri ndokwechokwadi.
Shona SUB 2002 Bible
Uye mumurairo wenyu makanyorwa, kuti kupupura kwavanhu vaviri ndokwechokwadi.