John 8:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Maŋgwanani akadzokera ɀe kutembere, ʋanhu ʋose ʋakaʋuya kwaari; akagara pasi akaʋadzidzisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panguva dzamambakwedza akazviratidzazve mutemberi, vanhu vakamuunganira, uye akagara pasi kuti avadzidzise.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mangwanani ngwanani, akaendazve kuTemberi. Vanhu vose vakauya kwaari akagara pasi achivadzidzisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mangwanani akadzokerazve kutemberi, vanhu vose vakauya kwaari; akagara pasi akavadzidzisa.
Shona 2009?
Zvino mambakwedza akadzokerazve kutembere, vanhu vose vakavuya kwaari; akagara pasi akavadzidzisa.
Shona SUB 2002 Bible
Mangwanani akadzokerazve kutemberi, vanhu vose vakauya kwaari; akagara pasi akavadzidzisa.