John 8:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaJuda ʋakati: Ucaɀiʋuraya kanhi, ɀaanoti: Pandinoenda, imi hamuŋgaʋuyi’po?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvi zvakaita kuti vaJudha vabvunzane vachiti, “Achazviuuraya here? Ndizvo zvaanoreva here zvaanoti, ‘Kwandinoenda, imi hamungauyiko?’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaJudha ndokuti, “Achazviuraya here zvaari kuti kwandinoenda hamukwanisi kuuyako?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vaJudha vakati, “Achazviuraya kanhi, zvaanoti, pandinoenda, imi hamungauyipo?”
Shona 2009?
Naizvozvo vaJudha vakati: Uchazvivuraya kanhi? zvaanoti: Pandinoenda, imwi hamungavuyipo?
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vaJudha vakati, “Achazviuraya kanhi, zvaanoti, pandinoenda, imi hamungauyipo?”