John 8:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi haʋana‐kunzwisisa kuti unoʋaʋudza ɀaƂaɓa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Havana kunzwisisa kuti akanga achivaudza nezvaBaba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi havana kunzwisisa kuti aivataurira nezvaBaba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi havana kunzwisisa kuti anovaudza zvababa.
Shona 2009?
Havana kunzwisisa kuti unotaura kwavari zvaBaba.
Shona SUB 2002 Bible
Asi havana kunzwisisa kuti anovaudza zvaBaba.