John 8:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakandituma uneni. Haana‐kundisiya ndiri ndoga; nokuti ini ndinoita ŋguʋa dzose ɀinomufadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyo akandituma aneni; haana kundisiya ndiri ndoga, nokuti ndinogara ndichiita zvinomufadza.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akandituma aneni. Haana kundisiya ndiri ndoga nokuti ndinogaroita zvinomufadza.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Akandituma aneni. Haana kundisiya ndiri ndoga; nokuti ini ndinoita nguva dzose zvinomufadza.”
Shona 2009?
Zvino uyo wakandituma uneni; Baba havana kundisiya ndoga; nokuti ini ndinoita nguva dzose zvinomufadza.
Shona SUB 2002 Bible
“Akandituma aneni. Haana kundisiya ndiri ndoga; nokuti ini ndinoita nguva dzose zvinomufadza.”