John 8:35 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muranda haagari mumba nokusiŋgaperi; mŋanakomana ndiye unogara nokusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino muranda haagari mumhuri nokusingaperi, asi mwanakomana ndiye anogaramo nokusingaperi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mumhuri, muranda mupfuuri chete, asi mwana ndewemo nokusingaperi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muranda haagari mumba nokusingaperi; mwanakomana ndiye anogara nokusingaperi.
Shona 2009?
Muranda haagari mumba nokusingaperi; mwanakomana unogara nokusingaperi.
Shona SUB 2002 Bible
Muranda haagari mumba nokusingaperi; mwanakomana ndiye anogara nokusingaperi.