John 8:38 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ini ndinoreʋa iɀo ɀandakaʋona kunaƂaɓa ʋaŋgu; imi munoita ʋo ɀamanzwa kunaɓaɓa ʋenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiri kukuudzai zvandakaona pamberi paBaba vangu, uye imi munoita zvamakanzwa kuna baba venyu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini ndinotaura zvandakaona kuna Baba vangu. Imiwo munoita zvamakanzwa kunababa venyu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ini ndinotaura zvandakaona kuna baba vangu; imi munoitawo zvamanzwa kuna baba venyu.”
Shona 2009?
Ini ndinoreva izvo zvandakavona kunaBaba vangu; imwi munoita izvo zvamakavona kunababa venyu.
Shona SUB 2002 Bible
“Ini ndinotaura zvandakaona kuna Baba vangu; imi munoitawo zvamanzwa kuna baba venyu.”