John 8:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakati kwaari: Mudzidzisi, mukadzi uyu wakaɓatwa acifeʋa, ipapo pamene.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye vakati kuna Jesu, “Mudzidzisi, mukadzi uyu abatwa achiita upombwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Mudzidzisi mukadzi uyu abatwa ari mukuita upombwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakati kwaari, “Mudzidzisi, mukadzi uyu wakabatwa achipfeva, ipapo pamene.
Shona 2009?
Vakati kwaari: Mudzidzisi, mukadzi uyu wakabatwa achifeva, panzvimbo pomene.
Shona SUB 2002 Bible
Vakati kwaari, “Mudzidzisi, mukadzi uyu wakabatwa achifeva, ipapo pamene.