John 8:43 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hamunzwisisi seiko kutaura kwaŋgu? Nokuti hamugoni kunzwa shoko raŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Seiko musinganzwisisi kutaura kwangu? Nokuti hamugoni kunzwa zvandinotaura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hamunzwisisi sei zvandinotaura? Chikonzero ndechokuti imi hamudi kunzwa zvandinoreva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hamunzwisisi seiko kutaura kwangu? Nokuti hamugoni kunzwa shoko rangu.
Shona 2009?
Nemhaka yei musinganzwisisi nhaurwa yangu? Nokuti hamugoni kunzwa shoko rangu.
Shona SUB 2002 Bible
Hamunzwisisi seiko kutaura kwangu? Nokuti hamugoni kunzwa shoko rangu.