John 8:46 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndianiko kwamuri uŋganditendisa kuti ndineɀiʋi? Kana ndicireʋa ɀokwaɗi, munoregereiko kunditenda?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiani pakati penyu angaratidza kukanganisa kwangu? Kana ndichitaura chokwadi, seiko musinganditendi?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiani pakati penyu anganditi ndine mhosva yechitadzo? Ko zvino kana ndichitaura chokwadi ngei musingatendi mandiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndianiko kwamuri angakonese kuti ndine zvivi? Kana ndichireva chokwadi, munoregereiko kunditenda?
Shona 2009?
Ndianiko kwamuri ungandipomera chivi? Uye kana ndichireva chokwadi, munoregereiko kunditenda?
Shona SUB 2002 Bible
Ndianiko kwamuri angakonese kuti ndine zvivi? Kana ndichireva chokwadi, munoregereiko kunditenda?