John 8:47 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Uri waMŋari, unonzwa mashoko aMŋari; imi hamunzwi nemhaka iyi, nokuti hamuzati muri ʋaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyo ari waMwari anonzwa zvinorehwa naMwari. Chinoita kuti murege kunzwa ndechokuti imi hamuzi vaMwari.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu waMwari anonzwa zvinotaurwa naMwari nezvo imi hamuzvinzwi nokuti hamusi vanhu vaMwari.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ari waMwari, anonzwa mashoko aMwari; imi hamunzwi nemhaka iyi, nokuti hamusiri muri vaMwari.”
Shona 2009?
Uyo uri waMwari unonzwa mashoko aMwari; imwi hamunzwi nemhaka iyi, nokuti hamuzati muri vaMwari.
Shona SUB 2002 Bible
Ari waMwari, anonzwa mashoko aMwari; imi hamunzwi nemhaka iyi, nokuti hamusiri muri vaMwari.”