John 8:48 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ƲaJuda ʋakapindura, ʋakati kwaari: Hatinakureʋa kwaɀo here, ticiti: Uri muSamaria, unomŋeya wakaipa?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaJudha vakamupindura vakati, “Hatina kutaura chokwadi here patakati uri muSamaria uye kuti une dhimoni?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaJudha vakamupindura vachiti, “Hatina kutaura chokwadi here isu kuti iwe uri muSamaria, uye kuti una mweya wakaipa?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
VaJudha vakapindura, vakati kwaari, “Hatina kureva here, tichiti, uri muSamaria, une mweya wakaipa?”
Shona 2009?
Naizvozvo vaJudha vakapindura, vakati kwaari: Hatina kureva kwazvo here kuti iwe uri muSamaria, unomweya wakaipa?
Shona SUB 2002 Bible
VaJudha vakapindura, vakati kwaari, “Hatina kureva here, tichiti, uri muSamaria, une mweya wakaipa?”