John 8:49 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu akapindura, akati: Handinomŋeya wakaipa, asi ndinokudza Ƃaɓa ʋaŋgu, ɀino imi mondiɀidza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati, “Handina kubatwa nedhimoni ini, asi ndinokudza Baba vangu uye imi munondizvidza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akapindura achiti, “Ini handina mweya wakaipa. Ini ndinoremekedza Baba vangu asi imi munondishora.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akapindura, akati, “Handina mweya wakaipa, asi ndinokudza baba vangu, zvino imi mondizvidza.
Shona 2009?
Jesu akapindura, \add akati\add*: Handina mweya wakaipa, asi ndinokudza baba vangu: zvino imwi mondizvidza.
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akapindura, akati, “Handina mweya wakaipa, asi ndinokudza Baba vangu, zvino imi mondizvidza.