John 8:54 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu akapindura, akati: Kana ini ndiciɀikudza, kuɀikudza kwaŋgu hakunamaturo; unondikudza ndiʋo Ƃaɓa, aʋo ʋamunoti ndiMŋari wenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akapindura akati, “Kana ini ndichizvirumbidza, kuzvikudza kwangu hakuna maturo. Baba vangu, avo vamunoti ndivo Mwari wenyu, ndivo vanondikudza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akati, “Ini ndikazvirumbidza mbiri yangu haina maturo, Baba vangu ndivo vanondirumbidza, ivo vamunoti ndivo Mwari wenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akapindura, akati, “Kana ini ndichizvikudza, kuzvikudza kwangu hakuna maturo; anondikudza ndivo baba, avo vamunoti ndiMwari wenyu.
Shona 2009?
Jesu akapindura, \add akati\add*: Kana ini ndichizvikudza, kuzvikudza kwangu hakuna maturo; ndiBaba vangu vanondikudza, avo vamunoti ndiMwari wenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akapindura, akati, “Kana ini ndichizvikudza, kuzvikudza kwangu hakuna maturo; anondikudza ndivo Baba, avo vamunoti ndiMwari wenyu.