John 8:56 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Abrahama, ɓaɓa ʋenyu, ʋakafara, ʋaciti ʋacaʋona zuʋa raŋgu; ʋakariʋona, ʋakafara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Baba venyu Abhurahama vakafara pavakafunga kuti vachaona zuva rangu; vakariona uye vakafara.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tateguru venyu Abhurahamu vakafarira kuti dai aizongoonawo nguva yangu akaiona akafara.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Abhurahamu, baba venyu, vakafara, vachiti, vachaona zuva rangu; vakariona, vakafara.”
Shona 2009?
Abhurahamu, baba venyu, vakafara, vachiti vachavona zuva rangu; vaka\add ri\add*vona, vakafara.
Shona SUB 2002 Bible
“Abhurahamu, baba venyu, vakafara, vachiti, vachaona zuva rangu; vakariona, vakafara.”