John 8:57 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋaJuda ʋakati kwaari: Iwe ugere kuȿika makore anamakumi mashanu, wakaʋona Abrahama sei?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaJudha vakati, “Iwe hausati watombova namakore makumi mashanu okuzvarwa, asi unoti iwe wakaona Abhurahama!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaJudha vakati kwaari, “Iwe hausati wava namakore makumi mashanu ndopaungati wakaona Abhurahamu iwe?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vaJudha vakati kwaari, “Iwe ugere kusvika makore ana makumi mashanu, wakaona Abhurahamu sei?”
Shona 2009?
Ipapo vaJudha vakati kwaari: Iwe ugere kusvika makore anamakumi mashanu, wakavona Abhurahamu here?
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vaJudha vakati kwaari, “Iwe ugere kusvika makore ana makumi mashanu, wakaona Abhurahamu sei?”