John 8:58 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu akati kwaʋari: Ɀirokwaɀo, ɀirokwaɀo, ndinoti kwamuri: Abrahama asati aʋa’po, ini ndaiʋa’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akapindura akati, “Abhurahama asati azva-rwa ini ndaivapo!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akavati, “Zvechokwadi chaizvo Abhurahamu asati ambovapo INI NDIRI.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akati kwavari, “Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, ‘Abhurahamu asati avapo, ini ndaivapo.’ ”
Shona 2009?
Jesu akati kwavari: Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri: Abhurahamu asati avapo, ini ndiripo.
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akati kwavari, “Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, ‘Abhurahamu asati avapo, ini ndaivapo.’ ”