John 8:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino iʋo ʋakati ʋaciɀinzwa, hana dzaʋo dzikaʋaroʋa, ʋakaɓuɗa mumŋe‐mumŋe, kutaŋga ʋakuru kuȿikira kunowokupedzisira; Jesu akasara ari oga, nomukadzi wakaŋga amire pakati paʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakati vanzwa izvi, vose vakatanga kubva vachiita mumwe mumwe, kutanga vakuru, kusvikira Jesu asara oga, uye mukadzi achakangomirapo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakazvinzwa vakaita rumwerumwe kubuda kuchitanga navakuru vacho. Jesu akasiiwa angova oga nomukadzi uya amire pamberi pake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ivo vakati vachizvinzwa, hana dzavo dzikavarova, vakabuda mumwe-mumwe, kutanga vakuru kusvikira kuno wokupedzisira; Jesu akasara ari oga, nomukadzi akanga amire pakati pavo.
Shona 2009?
Zvino ivo vakati vachi\add zvi\add*nzwa, nokurova kwehana dzavo, vakabuda mumwe-mumwe, kutanga vakuru kusvikira kuno wokupedzisira; Jesu akasara ari oga, nomukadzi amire pakati.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ivo vakati vachizvinzwa, hana dzavo dzikavarova, vakabuda mumwe–mumwe, kutanga vakuru kusvikira kunowokupedzisira; Jesu akasara ari oga, nomukadzi akanga amire pakati pavo.