John 9:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akapindura, akati: Munhu unonzi Jesu wakakanya ɗope, akazodza meso aŋgu, akati kwandiri: Enda Siroami, undoshamba; naiɀoɀo ndakaenda, ndikashamba, ndikaʋona.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akapindura akati, “Murume anonzi Jesu akakanya dope akariisa pameso angu. Akandiudza kuti ndiende kuSiroami ndinoshamba. Saka ndakaenda ndikandoshamba, uye ipapo ndakagona kuona.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akapindura achiti, “Munhu anonzi Jesu akanya tudhaka akazora maziso angu akanditi, ‘Enda kudziva reSiroamu ushambe.’ Saizvozvowo ndaenda ndikashamba ndikabva ndavakuona.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akapindura, akati, “Munhu anonzi Jesu akakanya dope, akazodza meso angu, akati kwandiri, enda Siroami, undoshamba; naizvozvo ndakaenda, ndikashamba, ndikaona.”
Shona 2009?
Akapindura akati: Munhu unonzi Jesu wakanya dope, akazodza meso angu, akati kwandiri: Enda kudziva reSiroami, undoshamba. Zvino ndikaenda ndikashamba, ndikavonazve.
Shona SUB 2002 Bible
Akapindura, akati, “Munhu anonzi Jesu akakanya dope, akazodza meso angu, akati kwandiri, enda Siroamu, undoshamba; naizvozvo ndakaenda, ndikashamba, ndikaona.”