John 9:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakamuɗana ɀe rwecipiri, iye munhu wakaŋga ari ɓofu, ʋakati kwaari: Rumbidza Mŋari; isu tinoziʋa kuti munhu uyu mutadzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakadanazve murume uya akambenge ari bofu kechipiri. Vakati kwaari, “Ipa mbiri kuna Mwari. Isu tinoziva kuti munhu uyu mutadzi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo vakadaidzazve kechipiri munhu uya akaberekwa ari bofu vakamuti, “Iwe remekedza Mwari, isu tinoziva kuti munhu uyu mutadzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakamudanazve rwechipiri, iye munhu akanga ari bofu, vakati kwaari, “Rumbidza Mwari; isu tinoziva kuti munhu uyu mutadzi.”
Shona 2009?
Zvino vakamudanazve rwechipri, iye munhu wakanga ari bofu, vakati kwaari: Ipa Mwari rumbidzo; isu tinoziva kuti munhu uyu mutadzi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakamudanazve rwechipiri, iye munhu akanga ari bofu, vakati kwaari, “Rumbidza Mwari; isu tinoziva kuti munhu uyu mutadzi.”