John 9:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu akapindura, akati: Uyu haana‐kutadza, kunyaŋge naʋaɓereki ʋake; asi iɀi ɀakaitwa kuti maɓasa aMŋari aʋoneswe maari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akapindura akati, “Hakusi kutadza kwomurume uyu kana kwavabereki vake kwakaita kuti zvidai, asi izvi zvakaitika kuti basa raMwari riratidzwe muupenyu hwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akapindura achiti, “Haasi munhu uyu akatadza kana kuti vabereki vake, asi zvakaitirwa kuti mabasa aMwari aoneswe maari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akapindura, akati, “Uyu haana kutadza, kunyange navabereki vake; asi izvi zvakaitwa kuti mabasa aMwari aoneswe maari.
Shona 2009?
Jesu akapindura, \add akati\add*: Uyu haana kutadza, kunyange navabereki vake; asi \add izvi zvakaitwa \add*kuti mabasa aMwari aratidzwe maari.
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akapindura, akati, “Uyu haana kutadza, kunyangwe navabereki vake; asi izvi zvakaitwa kuti mabasa aMwari aoneswe maari.