John 9:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƌai uyu asati ari waMŋari, haazaigona kuita cinhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dai munhu uyu asina kubva kuna Mwari, haaigona kuita chinhu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dai munhu uyu anga asingabvi kuna Mwari hapana chaaikwanisa kuita.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dai uyu asati ari waMwari, haasaigona kuita chinhu.”
Shona 2009?
Dai uyu anga asingabvi kunaMwari, haazaigona kuita chinhu.
Shona SUB 2002 Bible
Dai uyu asati ari waMwari, haasaigona kuita chinhu.”