John 9:40 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aʋo ʋaʋaFarise ʋaiʋa naye, ʋakaɀinzwa, ʋakati kwaari: Ko nesu ʋo tiri mapofu here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vamwe vaFarisi vaiva naye vakamunzwa achitaura izvi vakati, “Watii? Nesuwo tiri mapofu here?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vamwe vaFarisei vakanga vari pedyo naye vakazvinzwa, vakati kwaari, “Nesuwo tiri mapofu here isu?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Avo vavaFarisi vaiva naye, vakazvinzwa, vakati kwaari, “Ko nesuo tiri mapofu here?”
Shona 2009?
Avo vavaFarisi vaiva naye vakanzwa zvhinhu izvi, vakati kwaari: Ko nesuvo tiri mapofu here?
Shona SUB 2002 Bible
Avo vavaFarisi vaiva naye, vakazvinzwa, vakati kwaari, “Ko nesuwo tiri mapofu here?”