Jonah 1:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋarume ʋakatya Jehova kwaɀo‐kwaɀo, ʋakaɓayira Jehova ciɓayiro, noku mu pikira mhiko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuda kwaizvozvi vakatya Jehovha kwazvo, uye vakabayira Jehovha chibayiro vakaita mhiko kwaari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Varume ava vakabva vatya TENZI zvikuru kwazvo vakapira chibayiro kuna TENZI vakaita zvitsidzo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo varume vakatya Jehovha kwazvo-kwazvo, vakabayira Jehovha chibayiro, nokumupikira mhiko.
Shona 2009?
Ipapo varume vakatya Jehovha kwazvo-kwazvo, vakabayira Jehovha chibayiro, nokumupikira mhiko.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo varume vakatya Jehovha kwazvo–kwazvo, vakabayira Jehovha chibayiro, nokumupikira mhiko.