Jonah 1:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Simuka, uende Nineve, riya guta guru, undoriparidzira, nokuti kuipa kwaʋo kwakwira pamberi paŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Enda kuguta guru reNinevhe undoriparidzira, nokuti kuipa kwaro kwasvika pamberi pangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Simuka uende kuNinivhe, guta guru riya undoriyambira nokuti uipi hwavo hwasvika kudenga pamberi pangu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Simuka, uende Ninivhe, riya guta guru, undoriparidzira, nokuti kuipa kwavo kwakwira pamberi pangu.”
Shona 2009?
" Simuka, uende Ninivhe, riya guta guru, undoriparidzira, nokuti kuipa kwavo kwakwira pamberi pangu."
Shona SUB 2002 Bible
“Simuka, uende Ninivha, riya guta guru, undoriparidzira, nokuti kuipa kwavo kwakwira pamberi pangu.”