Jonah 1:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Jehova wakatuma mhepo inopeŋga paguŋgwa, ɗutu guru rikamuka paguŋgwa, cikepe cikashumba kuputsika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jehovha akatuma mhepo huru pagungwa, uye dutu raipenga kwazvo rikamuka zvokuti chikepe chakada kutsemuka-tsemuka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi TENZI akatututsa mhepo huru mugungwa pakaita dutu remhepo guru zvokuti ngarava yakanga yoda kupazika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Jehovha akatuma mhepo inopenga pagungwa, dutu guru rikamuka pagungwa, chikepe chikashumba kuputsika.
Shona 2009?
Asi Jehovha akatuma mhepo inopenga pagungwa, dutu guru rikamuka pagungwa, chikepe chikashumba kuputsika.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Jehovha akatuma mhepo inopenga pagungwa, dutu guru rikamuka pagungwa, chikepe chikashumba kuputsika.