Jonah 1:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mumŋe nomumŋe wakati kushamŋari yake: Ʋuyai tikande mijenya, tiziʋe kuti njodzi iyi yatiwira nokuɗa kwaani. Ipapo ʋakakanda mijenya, mujenya ukaɓata Jona.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vafambisi vechikepe vakati kuno mumwe nomumwe, “Uyai, tikande mijenya kuti tione kuti ndiani aita kuti tiwirwe nenjodzi iyi.” Vakakanda mijenya, mijenya ikawira pana Jona.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakataurirana kuti, “Ngatiitei chin'ange tizive kuti ndiani atiparira nhamo yatiwira iyi.” Saizvozvo vakaita chin'ange, chikabata Jona.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mumwe nomumwe wakati kushamwari yake, “Uyai tikande mijenya, tizive kuti njodzi iyi yatiwira nokuda kwaani.” Ipapo vakakanda mijenya, mujenya ukabata Jona.
Shona 2009?
Zvino mumwe nomumwe wakati kushamwari yake, "Uyai tikande mijenya, tizive kuti njodzi iyi yatiwira nokuda kwaani." Ipapo vakakanda mijenya, mujenya ukabata Jona.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mumwe nomumwe wakati kushamwari yake, “Uyai tikande mijenya, tizive kuti njodzi iyi yatiwira nokuda kwaani.” Ipapo vakakanda mijenya, mujenya ukabata Jona.