Jonah 1:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati kwaʋari: Ndiri muHeberu, ndinotya Mŋari wokuɗeŋga, wakaita guŋgwa nenyika yakawoma.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akapindura akati, “Ndiri muHebheru, uye ndinonamata Jehovha, Mwari wokudenga, akaita gungwa nenyika.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akavapindura kuti, “Ndiri muHebheru, uye ndinotya TENZI, Mwari Wedenga, akasika gungwa nenyika yakaoma.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati kwavari, “Ndiri muHebheru, ndinotya Mwari wokudenga, akaita gungwa nenyika yakaoma.”
Shona 2009?
Iye akati kwavari, "Ndiri muHebheru, ndinotya Mwari wokudenga, akaita gungwa nenyika yakaoma."
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati kwavari, “Ndiri muHebheru, ndinotya Mwari wokudenga, akaita gungwa nenyika yakaoma.”