Jonah 2:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jona akanyeŋgetera kunaJehova Mŋari wake ari muɗumbu rehoʋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubva mudumbu rehove Jona akanyengetera kuna Jehovha Mwari wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jona akabva anamata kuna TENZI, Mwari wake ari mudumbu rehove macho
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jona akanyengetera kuna Jehovha Mwari wake ari mudumbu rehove.
Shona 2009?
Ipapo Jona akanyengetera kuna Jehovha Mwari wake ari mudumbu rehove.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jona akanyengetera kuna Jehovha Mwari wake ari mudumbu rehove.