Jonah 3:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari akaʋona ɀaʋakaita, kuti ʋakatendeʋuka panzira yaʋo yakaipa, Mŋari akaɀiɗemba pamsoro peɀakaipa ɀaakati ndicaʋaitira; akasaɀiita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwari akati aona zvavakaita uye kutendeuka kwavakaita kubva panzira dzavo dzakaipa, akavanzwira tsitsi akasauyisa kuparadzwa pamusoro pavo sezvaaida kuvaitira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari paakaona zvavakanga vaita izvi zvokukanda pasi kwavakaita maitiro avo akaipa, akazvidzora akarega kuvaonesa nhamo yaakanga ati achauyisa kwavari. Saka haana kuzozviita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari akaona zvavakaita, kuti vakatendeuka panzira yavo yakaipa, Mwari akazvidemba pamusoro pezvakaipa zvaakati ndichavaitira; akasazviita.
Shona 2009?
Mwari akaona zvavakaita, kuti vakatendeuka panzira yavo yakaipa, Mwari akazvidemba pamusoro pezvakaipa zvaakati ndichavaitira; akasazviita.
Shona SUB 2002 Bible
Mwari akaona zvavakaita, kuti vakatendeuka panzira yavo yakaipa, Mwari akazvidemba pamusoro pezvakaipa zvaakati ndichavaitira; akasazviita.