Jonah 3:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jona akataŋga kupinda muguta, acifamba rwendo rwezuʋa rimŋe, akaɗana, aciti: Kwasara mazuʋa anamakumi manna, ipapo Nineve ricaparadzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pazuva rokutanga Jona akapinda muguta. Akaparidza achiti, “Kwasara mazuva makumi mana, mushure maizvozvo Ninevhe richaparadzwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jona akatanga kupinda muguta racho achifamba rwendo rwomuswere wezuva achidaidzira kuti, “Kwangosara mazuva makumi mana chete okuti Ninivhe iparadzwe.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jona akatanga kupinda muguta, achifamba rwendo rwezuva rimwe, akadana, achiti, “Kwasara mazuva makumi mana, ipapo Ninivhe richaparadzwa.”
Shona 2009?
Jona akatanga kupinda muguta, achifamba rwendo rwezuva rimwe, akadana, achiti, "Kwasara mazuva makumi mana, ipapo Ninivhe richaparadzwa."
Shona SUB 2002 Bible
Jona akatanga kupinda muguta, achifamba rwendo rwezuva rimwe, akadana, achiti, “Kwasara mazuva makumi mana, ipapo Ninivha richaparadzwa.”