Jonah 3:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shoko rikaȿika kunamambo weNineve, akasimuka pacigaro cake coʋushe, akabvisa ŋguʋo yake, akafuka saga, nokugara mumaɗota.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nhau idzi padzakasvika kuna mambo weNinevhe, akasimuka kubva pachigaro chake, akabvisa nguo dzake dzoumambo, akazvifukidza namasaga akagara mumadota.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Shoko racho iri rakazosvikawo kuna mambo weNinivhe akasimuka pachigaro chake choumambo ndokubvisa jasi rake ndokupfeka masaga ndokundogara kumadota.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shoko rikasvika kuna mambo weNinivhe, akasimuka pachigaro chake choushe, akabvisa nguo yake, akafuka saga, nokugara mumadota.
Shona 2009?
Shoko rikasvika kuna mambo weNinivhe, akasimuka pachigaro chake choushe, akabvisa nguo yake, akafuka saga, nokugara mumadota.
Shona SUB 2002 Bible
Shoko rikasvika kuna mambo weNinivha, akasimuka pachigaro chake choushe, akabvisa nguo yake, akafuka saga, nokugara mumadota.