Jonah 3:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi ʋanhu neɀipfuwo ŋgaɀifukidzwe masaga, ŋgaʋaɗane kunaMŋari nesimba; ŋgaʋatendeʋuke mumŋe nomumŋe panzira yake yakaipa napakuita nesimba namaʋoko ake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vanhu nemhuka ngavafuke masaga. Munhu wose ngaadane kuna Mwari iye zvino. Ngavasiye nzira dzavo dzakaipa nokuita kwavo nechisimba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kutoti vanhu nemhuka ngavapfeke masaga acheme zvikuru kwazvo kuna Mwari. Munhu wose zvake ngaasiyane nenzira yake yakaipa akande pasi twaanobata-bata.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi vanhu nezvipfuwo ngazvifukidzwe masaga, ngavadane kuna Mwari nesimba; ngavatendeuke mumwe nomumwe panzira yake yakaipa napakuita nesimba namaoko ake.
Shona 2009?
asi vanhu nezvipfuwo ngazvifukidzwe masaga, ngavadane kuna Mwari nesimba; ngavatendeuke mumwe nomumwe panzira yake yakaipa napakuita nesimba namaoko ake.
Shona SUB 2002 Bible
asi vanhu nezvipfuwo ngazvifukidzwe masaga, ngavadane kuna Mwari nesimba; ngavatendeuke mumwe nomumwe panzira yake yakaipa napakuita nesimba namaoko ake.