Jonah 3:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndianiko uŋgaziʋa, ɀimŋe Mŋari uŋgadzoka akaɀiɗemba, akadzoka pakutsamŋa kwake kukuru, tikarega kuparadzwa?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiani anoziva? Zvichida Mwari angazvidemba uye netsitsi dzake akazvidzora kubva pakutsamwa kwake kunotyisa kuti tirege kuparara.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndianiko angazive, zvimwe Mwari angadzore mwoyo akarega kutivirukira nehasha dzake dzinotyisa kuti tirege kutsakatika.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndianiko angaziva, zvimwe Mwari ungadzoka akazvidemba, akadzoka pakutsamwa kwake kukuru, tikarega kuparadzwa?”
Shona 2009?
"Ndianiko angaziva, zvimwe Mwari ungadzoka akazvidemba, akadzoka pakutsamwa kwake kukuru, tikarega kuparadzwa?"
Shona SUB 2002 Bible
“Ndianiko angaziva, zvimwe Mwari ungadzoka akazvidemba, akadzoka pakutsamwa kwake kukuru, tikarega kuparadzwa?”