Joshua 1:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakapindura Joshua, ʋakati: Ɀose ɀamunotiraira, ticaɀiita, pose pamunotituma ticaenda’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakapindura Joshua vachiti, “Chipi nechipi chamuchatirayira tichaita, uye kwose kwose kwamuchatituma tichaenda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivo vakati kuna Joshuwa, “Zvose zvamatiudza, ndozvatichaita, kwose kwamunotituma tinoenda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakapindura Joshua, vakati, “Zvose zvamunotiraira, tichazviita, pose pamunotituma tichaendapo.
Shona 2009?
Vakapindura Joshua, vakati, "Zvose zvamunotiraira, tichazviita, pose pamunotituma tichaendapo.
Shona SUB 2002 Bible
Vakapindura Joshua, vakati, “Zvose zvamunotiraira, tichazviita, pose pamunotituma tichaendapo.