Joshua 1:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mosesi, muranda waŋgu wafa; ɀino simuka iwe uyambuke Joridani urwu, iwe naʋanhu aʋa ʋose, muende kunyika yandinoʋapa iʋo ʋana ʋaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Mozisi muranda wangu afa. Zvino iwe navanhu ava chigadzirirai kuyambuka rwizi rweJorodhani mupinde munyika yandava kupa vana vaIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Muranda wangu Mosesi akafa saka iwe, chisimuka uyambuke Jorodhani urwu, iwe navanhu ava vose, muende munyika yandiri kupa vaIsiraeri ivava.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mosesi, muranda wangu wafa; zvino simuka iwe uyambuke Jorodhani urwu, iwe navanhu ava vose, muende kunyika yandinovapa ivo vana vaIsiraeri.
Shona 2009?
"Mozisi, muranda wangu wafa; zvino simuka iwe uyambuke Jorodhani urwu, iwe navanhu ava vose, muende kunyika yandinovapa ivo vana valsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
“Mosesi, muranda wangu wafa; zvino simuka iwe uyambuke Jodhani urwu, iwe navanhu ava vose, muende kunyika yandinovapa ivo vana VaIsiraeri.