Joshua 10:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Madzimambo awo mashanu akatiza, ʋakandoʋanda muɓako paMakeda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino madzimambo mashanu akanga atiza akandovanda mubako paMakedha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Madzimambo iwayo mashanu akatiza akandohwanda mubako rokuMakedha.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Madzimambo awo mashanu akatiza, vakandovanda mubako paMakedha.
Shona 2009?
Madzimambo awo mashanu akatiza, vakandovanda mubako paMakedha.
Shona SUB 2002 Bible
Madzimambo awo mashanu akatiza, vakandovanda mubako paMakedha.