Joshua 10:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Joshua akaʋudzwa, ɀicinzi: Madzimambo iwayo mashanu akawanikwa, akaʋanda muɓako paMakeda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Joshua paakaudzwa kuti madzimambo mashanu aya akanga awanikwa akavanda mubako paMakedha,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Joshuwa akaudzwa kuti, “Madzimambo mashanu aya awanikwa akahwanda mubako rokuMakedha.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Joshua akaudzwa, zvichinzi, “Madzimambo iwayo mashanu akawanikwa, akavanda mubako paMakedha.”
Shona 2009?
Joshua akaudzwa, zvichinzi, "Madzimambo iwayo mashanu akawanikwa, akavanda mubako paMakedha."
Shona SUB 2002 Bible
Joshua akaudzwa, zvichinzi, “Madzimambo iwayo mashanu akawanikwa, akavanda mubako paMakedha.”