Joshua 10:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Joshua akati: Kuŋgurusai mabge makuru pamuromo weɓako, nokuisa ʋarume ipapo kuʋarinda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
akati, “Kungurusirai matombo makuru pamuromo webako, mugoisa vamwe varume ipapo kuti varichengete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Joshuwa akati, “Kungurutsirai mabwe makuru pamuromo webako iroro, mugoisa vanhu vanogaririra ipapo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Joshua akati, “Kungurusai mabwe makuru pamuromo webako, nokuisa varume ipapo kuvarinda.
Shona 2009?
Zvino Joshua akati, "Kungurusai mabwe makuru pamuromo webako, nokuisa varume ipapo kuvarinda.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Joshua akati, “Kungurutsai mabwe makuru pamuromo webako, nokuisa varume ipapo kuvarinda.