Joshua 10:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakatya kwaɀo, nokuti Gibeoni rakaŋga riri guta guru, rakaŋga rakaita somumŋe wemizinda yamambo; ʋuye nokuti rakaŋga riri guru kupfuʋura Ai, naʋarume ʋaro ʋose ʋakaŋga ʋanesimba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye navanhu vake vakavhundutswa kwazvo nazvo, nokuti Gibheoni rakanga riri guta guru, rakaita serimwe ramaguta oumambo; rakanga riri guru kupfuura Ai, uye varume varo vose vaiva mhare pakurwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvakamutyisa zvikuru nokuti guta reGibheoni raiva guta guru kwazvo, rakatoita seguta guru ramambo, rakakura zvokupfuura guta reAi. Varume vose vomo vakanga vari mvumba chaidzo dzokurwa hondo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakatya kwazvo, nokuti Gibheoni rakanga riri guta guru, rakanga rakaita somumwe wemizinda yamambo; uye nokuti rakanga riri guru kupfuura Ai, navarume varo vose vakanga vane simba.
Shona 2009?
vakatya kwazvo, nokuti Gibhiyoni rakanga riri guta guru, rakanga rakaita somumwe wemizinda yamambo; uye nokuti rakanga riri guru kupfuura Ai, navarume varo vose vakanga vane simba.
Shona SUB 2002 Bible
vakatya kwazvo, nokuti Gibheoni rakanga riri guta guru, rakanga rakaita somumwe wemizinda yamambo; uye nokuti rakanga riri guru kupfuura Ai, navarume varo vose vakanga vane simba.