Joshua 10:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Joshua naʋana ʋaIsraeri ʋakati ʋapedza kuʋaʋuraya nokuʋuraya kukuru, kuȿikira ʋaparadzwa, naʋakaŋga ʋasara kwaʋari ʋapinda mumaguta akaʋakirwa maȿiŋgo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo Joshua navaIsraeri vakavaparadza zvachose, asi vashoma vavo vakasara vakasvika kumaguta avo akavakirwa masvingo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti Joshuwa navaIsiraeri vapedza kuvauraya vachivaita murakatira kusvikira vanhu ava vaparadzwa, uye kusvikira chitsama chakasara chandopinda mumaguta akanga aine tsvingo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Joshua navana vaIsiraeri vakati vapedza kuvauraya nokuuraya kukuru, kusvikira vaparadzwa, navakanga vasara kwavari vapinda mumaguta akavakirwa masvingo;
Shona 2009?
Zvino Joshua navana vaIsiraeri vakati vapedza kuvauraya nokuuraya kukuru, kusvikira vaparadzwa, navakanga vasara kwavari vapinda mumaguta akavakirwa masvingo;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Joshua navana VaIsiraeri vakati vapedza kuvauraya nokuuraya kukuru, kusvikira vaparadzwa, navakanga vasara kwavari vapinda mumaguta akavakirwa masvingo;