Joshua 10:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋanhu ʋose ʋakadzokera kumisasa kunaJoshua paMakeda norugare; hakunomunhu wakasimudzira mumŋe waʋana ʋaIsraeri rurimi rwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vanhu vose vakadzokera kuna Joshua kumusasa paMakedha norugare, uye hapana kana mumwe akataura shoko pamusoro pavaIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vanhu vose vakadzokera zvakanakanaka kuna Joshuwa kumatendhe avo kuMakedha. Hakuna kuwanika munhu ane chaakati bufu kuvaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vanhu vose vakadzokera kumisasa kuna Joshua paMakedha norugare; hakuna munhu wakasimudzira mumwe wavana vaIsiraeri rurimi rwake.
Shona 2009?
vanhu vose vakadzokera kumisasa kuna Joshua paMakedha norugare; hakuna munhu wakasimudzira mumwe wavana vaIsiraeri rurimi rwake.
Shona SUB 2002 Bible
vanhu vose vakadzokera kumisasa kuna Joshua paMakedha norugare; hakuna munhu wakasimudzira mumwe wavana VaIsiraeri rurimi rwake.