Joshua 10:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋaɓuɗisa madzimambo iwayo ʋakaʋuya naʋo kunaJoshua, Joshua akaɗana ʋarume ʋose ʋaIsraeri, akati kuʋakuru nehondo ʋakaŋga ʋanaye: Sweɗerai, muise tsoka dzenyu pamitsipa yamadzimambo awa. Iʋo ʋakasweɗera, ʋakaisa tsoka dzaʋo pamitsipa yaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pavakauya namadzimambo aya kuna Joshua, akadana varume vese veIsraeri akati kuvatungamiri vehondo vakanga vauya naye, “Uyai pano muise tsoka dzenyu pamitsipa yamadzimambo aya.” Naizvozvo vakaenda mberi vakaisa tsoka dzavo pamitsipa yavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakaburitsa madzimambo aya vakauya navo kuna Joshuwa. Joshuwa akadaidza vaIsiraeri vose akati kuvakuru vakuru vose vehondo vaakanga aenda navo, “Uyai pano mutsike netsoka dzenyu mutsipa yamadzimambo iwaya.” Vakauya vakatsika mitsipa yamadzimambo aya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vabudisa madzimambo iwayo vakauya navo kuna Joshua, Joshua akadana varume vose vaIsiraeri, akati kuvakuru nehondo vakanga vanaye, “Swederai, muise tsoka dzenyu pamitsipa yavo.”
Shona 2009?
Zvino vakati vabudisa madzimambo iwayo vakauya navo kuna Joshua, Joshua akadana varume vose vaIsiraeri, akati kuvakuru vehondo vakanga vanaye, "Swederai, muise tsoka dzenyu pamitsipa yavo."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati vabudisa madzimambo iwayo vakauya navo kuna Joshua, Joshua akadana varume vose VaIsiraeri, akati kuvakuru nehondo vakanga vanaye, “Swederai, muise tsoka dzenyu pamitsipa yavo.”