Joshua 10:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Joshua akati kwaʋari: Musatya, kana kuvunduswa; simbai mutsuŋge mŋoyo, nokuti Jehova ucaita saiɀoɀo naʋaʋeŋgi ʋenyu ʋose, ʋamunorwa naʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Joshua akati kwavari, “Musatya; musaora mwoyo. Simbai mutsunge mwoyo. Izvi ndizvo zvichaitwa naJehovha kuvavengi venyu vose vamucharwa navo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Joshuwa akati kwavari, “Musatye zvenyu kana kuzeza, shingai mutsunge mwoyo nokuti ndizvo zvichaita Tenzi kuvavengi venyu vose vamucharwisa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Joshua akati kwavari, “Musatya, kana kuvhunduswa; simbai mutsunge mwoyo, nokuti Jehovha uchaita saizvozvo navavengi venyu vose, vamunorwa navo.”
Shona 2009?
Zvino Joshua akati kwavari, "Musatya, kana kuvhunduswa; simbai mutsunge moyo, nokuti Jehovha uchaita saizvozvo navavengi venyu vose, vamunorwa navo."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Joshua akati kwavari, “Musatya, kana kuvhunduswa; simbai mutsunge mwoyo, nokuti Jehovha uchaita saizvozvo navavengi venyu vose, vamunorwa navo.”