Joshua 10:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Joshua akakunda Makeda nomusi iwoyo, akariparadza neminondo inopinza, namambo waro; akaʋaparadza cose naʋanhu ʋose ʋakaŋga ʋari’mo; haana‐kusiya kunyaŋge nomumŋe; akaitira mambo weMakeda seɀaakaitira mambo weJeriko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musi iwoyo Joshua akatora Makedha. Akabayira guta namambo waro nomunondo akaparadza zvachose vanhu vose vakanga varimo. Haana kusiya vapenyu. Uye akaita kuna mambo weMakedha sezvaakaita kuna mambo weJeriko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamusi iwoyo Joshuwa akatora guta reMakedha rikava mumaoko ake. Akariparadza nebakatwa, iro namambo waro. Akanyatsoparadza vanhu vose zvavo vakanga varimo. Hapana kana munhu mumwechete waakasiyamo. Akaita kuna mambo weMakedha zvaakaita kuna mambo weJeriko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Joshua akakunda Makedha nomusi iwoyo, akariparadza neminondo inopinza, namambo waro; akavaparadza chose navanhu vose vakanga varimo; haana kusiya kunyange nomumwe; akaitira mambo weMakedha sezvaakaitira mambo weJeriko.
Shona 2009?
Joshua akakunda Makedha nomusi iwoyo, akariparadza neminondo inopinza, namambo waro; akavaparadza chose navanhu vose vakanga varimo; haana kusiya kunyange nomumwe; akaitira mambo weMakedha sezvaakaitira mambo weJeriko.
Shona SUB 2002 Bible
Joshua akakunda Makedha nomusi iwoyo, akariparadza neminondo inopinza, namambo waro; akavaparadza chose navanhu vose vakanga varimo; haana kusiya kunyangwe nomumwe; akaitira mambo weMakedha sezvaakaitira mambo weJeriko.