Joshua 10:37 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋakarikunda, nokuriparadza neminondo inopinza, namambo waro, namaguta aro ose, naʋanhu ʋose ʋakaŋga ʋari’mo; haana‐kusiya kunyaŋge nomumŋe, seɀose ɀaakaitira Egroni; asi wakariparadza cose naʋanhu ʋose ʋakaŋga ʋari’mo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakatora guta vakariparadza nomunondo, pamwe chete namambo waro, namaguta aro, navanhu vose vaiva mariri. Hapana wavakasiya ari mupenyu. Vakariparadza zvachose navanhu vose vaiva mariri sezvavakaita kuEgironi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakaritora rikava mumaoko avo. Vakaparadza guta iroro nebakatwa namambo waro nemisha yaro. Vakauraya munhu wose akanga arimo. Hapana kana munhu mumwechete zvake wavakasiyamo. Vakanyatsoriparadza vakauraya munhu wose zvake akanga arimo sezvavakaita kuguta reEgironi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vakarikunda, nokuriparadza neminondo inopinza, namambo waro, namaguta aro ose, navanhu vose vakanga varimo; haana kusiya kunyange nomumwe, sezvose zvaakaitira Egironi; asi wakariparadza chose navanhu vose vakanga varimo.
Shona 2009?
vakarikunda, nokuriparadza neminondo inopinza, namambo waro, namaguta aro ose, navanhu vose vakanga varimo; haana kusiya kunyange nomumwe, sezvose zvaakaitira Egironi; asi wakariparadza chose navanhu vose vakanga varimo.
Shona SUB 2002 Bible
vakarikunda, nokuriparadza neminondo inopinza, namambo waro, namaguta aro ose, navanhu vose vakanga varimo; haana kusiya kunyangwe nomumwe, sezvose zvaakaitira Egironi; asi wakariparadza chose navanhu vose vakanga varimo.