Joshua 10:41 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Joshua akaʋaparadza kubva Kadeshi‐barnea kuȿikira Gaza, nenyika yose yeGosheni kuȿikira Gibeoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Joshua akavaparadza kubva kuKadheshi Bharinea kusvikira kuGaza uye nokubva kudunhu rose reGosheni kusvikira kuGibheoni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Joshuwa akakurira vanhu kubvira kuKadheshibharinea zvichienda nokuGaza nenyika yose yeGosheni kusvikira kuGibheoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Joshua akavaparadza kubva Kadheshi‐bharinea kusvikira Gaza, nenyika yose yeGosheni kusvikira Gibheoni.
Shona 2009?
Joshua akavaparadza kubva Kadheshi-bharinea kusvikira Gaza, nenyika yose yeGosheni kusvikira Gibhiyoni.
Shona SUB 2002 Bible
Joshua akavaparadza kubva Kadheshi–bhania kusvikira Gaza, nenyika yose yeGosheni kusvikira Gibheoni.