Joshua 10:42 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Madzimambo iwayo ose nenyika dzawo akakundwa naJoshua neŋguʋa imŋe, nokuti Jehova Mŋari waIsraeri wakarwira Israeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Madzimambo aya ose nenyika dzawo akakundwa naJoshua panguva imwe chete, nokuti Jehovha, Mwari waIsraeri, akarwira Israeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Joshuwa akakurira madzimambo ose iwaya, nyika dzawo dzikava mumaoko ake nenguva imwecheteyo nokuti Tenzi Mwari wavaIsiraeri, aivarwira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Madzimambo iwayo ose nenyika dzawo akakundwa naJoshua nenguva imwe, nokuti Jehovha Mwari waIsiraeri wakarwira Isiraeri.
Shona 2009?
Madzimambo iwayo ose nenyika dzawo akakundwa naJoshua nenguva imwe, nokuti Jehovha Mwari waIsiraeri wakarwira Isiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Madzimambo iwayo ose nenyika dzawo akakundwa naJoshua nenguva imwe, nokuti Jehovha Mwari waIsiraeri wakarwira Isiraeri.