Joshua 10:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akati kunaJoshua: Usaʋatya, nokuti ndaʋaisa mumaʋoko ako; hakunomunhu ucagona kumira pamberi pako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Jehovha akati kuna Joshua, “Usavatya; ndavaisa mumaoko ako. Hapana kana mumwe wavo achagona kumira pamberi pako.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akati kuna Joshuwa, “Usambovatya zvako nokuti ndatovaisa mumaoko ako. Hakuna nomumwe wavo achagona kumirisana newe.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akati kuna Joshua, “Usavatya, nokuti ndavaisa mumaoko ako; hakuna munhu uchagona kumira pamberi pako.”
Shona 2009?
Jehovha akati kuna Joshua, "Usavatya, nokuti ndavaisa mumaoko ako; hakuna munhu uchagona kumira pamberi pako."
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akati kuna Joshua, “Usavatya, nokuti ndavaisa mumaoko ako; hakuna munhu uchagona kumira pamberi pako.”