Joshua 11:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jabini, mambo weHazori wakati aciɀinzwa, akatuma nhume kunaJobabi, mambo weMadoni, nokunamambo weShimroni, nokunamambo weAkshafi,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Jabhini mambo weHazori akati anzwa pamusoro paizvozvi, akatumira shoko kuna Jobhabhi mambo weMadhoni, nokuna madzimambo eShimuroni neAkishafi,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jabhini mambo weguta reHazori paakanzwawo izvi, akatumira shoko kuna Jobhabhu mambo weguta reMadhoni nokuna mambo weguta reShimuroni nokuna mambo weguta reAkishafu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jabhini, mambo weHazori wakati achizvinzwa, akatuma nhume kuna Jobhabhu, mambo weMadhoni, nokuna mambo weShimuroni, nokuna mambo weAkishafi,
Shona 2009?
Zvino Jabhini, mambo weHazori wakati achizvinzwa, akatuma nhume kuna Jobhabhu, mambo weMadhoni, nokuna mambo weShimuroni, nokuna mambo weAkishafi,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jabhini, mambo weHazoru wakati achizvinzwa, akatuma nhume kuna Jobhabhu, mambo weMadhoni, nokuna mambo weShimuroni, nokuna mambo weAkishafi,